Isaya 49:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi zvanzi naJehovha: “Kunyange boka renhapwa dzomurume ane simba richatorwa,+ uye vaya vakatorwa kare nomudzvinyiriri vachatiza.+ Ini ndicharwa naani naani anokurwisa,+ uye ini ndichaponesa vanakomana vako.+ Jeremiya 3:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Mumazuva iwayo vachafamba, imba yaJudha iri pedyo neimba yaIsraeri,+ uye vachabuda munyika yokuchamhembe vari pamwe chete+ vachipinda munyika yandakapa madzitateguru enyu kuti ive nhaka yavo.+
25 Asi zvanzi naJehovha: “Kunyange boka renhapwa dzomurume ane simba richatorwa,+ uye vaya vakatorwa kare nomudzvinyiriri vachatiza.+ Ini ndicharwa naani naani anokurwisa,+ uye ini ndichaponesa vanakomana vako.+
18 “Mumazuva iwayo vachafamba, imba yaJudha iri pedyo neimba yaIsraeri,+ uye vachabuda munyika yokuchamhembe vari pamwe chete+ vachipinda munyika yandakapa madzitateguru enyu kuti ive nhaka yavo.+