Jeremiya 2:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Usaita kuti tsoka yako ishayiwe shangu, uye pahuro pako pave nenyota.+ Asi iwe wakati, ‘Hazvina tariro!+ Aiwa, asi ndakada vanhu vandisingazivi,+ uye ndichavatevera.’+ Ezekieri 16:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “‘Asi wakatanga kuvimba norunako rwako,+ ukava pfambi nokuda kwezita rako,+ ukadururira mabasa ako oupfambi kumunhu wose aipfuura;+ rukava rwake.
25 Usaita kuti tsoka yako ishayiwe shangu, uye pahuro pako pave nenyota.+ Asi iwe wakati, ‘Hazvina tariro!+ Aiwa, asi ndakada vanhu vandisingazivi,+ uye ndichavatevera.’+
15 “‘Asi wakatanga kuvimba norunako rwako,+ ukava pfambi nokuda kwezita rako,+ ukadururira mabasa ako oupfambi kumunhu wose aipfuura;+ rukava rwake.