Jeremiya 18:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Panguva ipi neipi yandingataura nezvorudzi uye nezvoumambo kuti ndirudzure nokuruputsa nokuruparadza,+ Jeremiya 45:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: “Tarira! Ndichaputsa zvandakavaka, uye ndichadzura zvandakadyara, iyo nyika yacho yose.+
7 Panguva ipi neipi yandingataura nezvorudzi uye nezvoumambo kuti ndirudzure nokuruputsa nokuruparadza,+
4 “Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: “Tarira! Ndichaputsa zvandakavaka, uye ndichadzura zvandakadyara, iyo nyika yacho yose.+