VaHebheru 8:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi zvino Jesu akawana basa rinoitirwa vanhu vose rakatonyanya kunaka, zvokuti ndiyewo murevereri+ wesungano yakafanana iri nani,+ yakasimbiswa zviri pamutemo pazvipikirwa+ zviri nani.
6 Asi zvino Jesu akawana basa rinoitirwa vanhu vose rakatonyanya kunaka, zvokuti ndiyewo murevereri+ wesungano yakafanana iri nani,+ yakasimbiswa zviri pamutemo pazvipikirwa+ zviri nani.