Isaya 26:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Haiwa Jehovha, chokwadi takatarisira kwamuri, nokuda kwegwara rokutonga kwenyu.+ Mweya yedu yave ichida+ zita renyu nechiyeuchidzo+ chenyu. Isaya 56:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Vokune imwe nyika vakauya kuna Jehovha kuti vamushumire+ uye kuti vade zita raJehovha,+ kuti vave vashumiri vake, vose vaya vari kuchengeta sabata kuti varege kurisvibisa uye vari kubatisisa sungano yangu,+ Zekariya 8:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Marudzi mazhinji nemarudzi ane simba achauya kuzotsvaka Jehovha wemauto muJerusarema+ uye kuzoita kuti anzwirwe nyasha naJehovha.’
8 Haiwa Jehovha, chokwadi takatarisira kwamuri, nokuda kwegwara rokutonga kwenyu.+ Mweya yedu yave ichida+ zita renyu nechiyeuchidzo+ chenyu.
6 “Vokune imwe nyika vakauya kuna Jehovha kuti vamushumire+ uye kuti vade zita raJehovha,+ kuti vave vashumiri vake, vose vaya vari kuchengeta sabata kuti varege kurisvibisa uye vari kubatisisa sungano yangu,+
22 Marudzi mazhinji nemarudzi ane simba achauya kuzotsvaka Jehovha wemauto muJerusarema+ uye kuzoita kuti anzwirwe nyasha naJehovha.’