Dheuteronomi 28:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Vachakukomba uri mukati memagedhi ako ose kusvikira masvingo ako marefu uye akasimba auri kuvimba nawo aputsika munyika yako yose, chokwadi, vachakukomba uri mukati memagedhi ako ose munyika yako yose, yawakapiwa naJehovha Mwari wako.+ Jeremiya 33:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Nokuti zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri pamusoro pedzimba dzeguta rino uye pamusoro pedzimba dzemadzimambo aJudha dzakaputswa kuti dzigadzire rusvingo rwokudzivirira narwo uye nokuda kwebakatwa;+ Ezekieri 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino urikombe,+ urivakire rusvingo rwokurirwisa,+ urigadzirire rusvingo rwokurikomba narwo,+ urigadzirire misasa uye uise zvokugumurisa masvingo kumativi aro ose.+
52 Vachakukomba uri mukati memagedhi ako ose kusvikira masvingo ako marefu uye akasimba auri kuvimba nawo aputsika munyika yako yose, chokwadi, vachakukomba uri mukati memagedhi ako ose munyika yako yose, yawakapiwa naJehovha Mwari wako.+
4 “Nokuti zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri pamusoro pedzimba dzeguta rino uye pamusoro pedzimba dzemadzimambo aJudha dzakaputswa kuti dzigadzire rusvingo rwokudzivirira narwo uye nokuda kwebakatwa;+
2 Zvino urikombe,+ urivakire rusvingo rwokurirwisa,+ urigadzirire rusvingo rwokurikomba narwo,+ urigadzirire misasa uye uise zvokugumurisa masvingo kumativi aro ose.+