Nehemiya 9:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Kana ari madzimambo edu, machinda edu, vapristi vedu nemadzitateguru edu,+ havana kuchengeta mutemo wenyu,+ kana kuteerera mirayiro yenyu+ kana zvipupuriro zvenyu zvamakavapupurira+ nazvo.
34 Kana ari madzimambo edu, machinda edu, vapristi vedu nemadzitateguru edu,+ havana kuchengeta mutemo wenyu,+ kana kuteerera mirayiro yenyu+ kana zvipupuriro zvenyu zvamakavapupurira+ nazvo.