2 Makoronike 36:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo akavaunzira mambo wevaKadheya+ kuzovarwisa, uyo akauraya majaya avo nebakatwa+ muimba yenzvimbo yavo tsvene,+ haana kunzwira tsitsi jaya kana mhandara, akwegura kana ndonda yakwegura.+ Akaisa zvose muruoko rwake. Jeremiya 39:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Mugore rechipfumbamwe raZedhekiya mambo waJudha, mumwedzi wechigumi,+ Nebhukadrezari mambo weBhabhironi neuto rake rose rehondo vakasvika kuJerusarema, vakatanga kurikomba.+
17 Naizvozvo akavaunzira mambo wevaKadheya+ kuzovarwisa, uyo akauraya majaya avo nebakatwa+ muimba yenzvimbo yavo tsvene,+ haana kunzwira tsitsi jaya kana mhandara, akwegura kana ndonda yakwegura.+ Akaisa zvose muruoko rwake.
39 Mugore rechipfumbamwe raZedhekiya mambo waJudha, mumwedzi wechigumi,+ Nebhukadrezari mambo weBhabhironi neuto rake rose rehondo vakasvika kuJerusarema, vakatanga kurikomba.+