Isaya 29:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Rambai makamira, mushamiswe;+ zvipofumadzei, mupofumare.+ Vadhakwa,+ asi kwete newaini; vadzedzereka, asi kwete nedoro rinodhaka.+ Mabasa 13:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 ‘Zvionei, imi vaseki, mushamiswe nazvo, munyangarike, nokuti ndiri kuita basa mumazuva enyu, basa ramusingazombotendi kunyange kana munhu akarirondedzera rose kwamuri.’”+
9 Rambai makamira, mushamiswe;+ zvipofumadzei, mupofumare.+ Vadhakwa,+ asi kwete newaini; vadzedzereka, asi kwete nedoro rinodhaka.+
41 ‘Zvionei, imi vaseki, mushamiswe nazvo, munyangarike, nokuti ndiri kuita basa mumazuva enyu, basa ramusingazombotendi kunyange kana munhu akarirondedzera rose kwamuri.’”+