8 Naizvozvo vakaenda kwaiva naGedhariya kuMizpa vaiva, Ishmaeri+ mwanakomana waNetaniya naJohanani+ naJonatani, vanakomana vaKareya, naSeraya mwanakomana waTanhumeti nevanakomana vaEfai muNetofa+ naJezaniya+ mwanakomana womuMaakati,+ ivo nevarume vavo.+