Mariro 3:64 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 64 Haiwa Jehovha, muchavatsiva zvichienderana nebasa remaoko avo.+ 2 VaTesaronika 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvazvakarurama kuna Mwari kuti atambudze vaya vanokutambudzai,+ Zvakazarurwa 18:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Riitireiwo sezvarakaita iro,+ uye riitirei nekane kaviri, chokwadi, kaviri kezvinhu zvarakaita;+ mukapu+ marakaisa muvhenganiswa riisireiwo+ muvhenganiswa wakawanziridzwa nekaviri.+
6 Riitireiwo sezvarakaita iro,+ uye riitirei nekane kaviri, chokwadi, kaviri kezvinhu zvarakaita;+ mukapu+ marakaisa muvhenganiswa riisireiwo+ muvhenganiswa wakawanziridzwa nekaviri.+