Isaya 47:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakatsamwira vanhu vangu.+ Ndakasvibisa nhaka yangu,+ ndikavaisa muruoko rwako.+ Hauna kuvanzwira ngoni.+ Wakaita kuti joko rako riremere kwazvo munhu akwegura.+
6 Ndakatsamwira vanhu vangu.+ Ndakasvibisa nhaka yangu,+ ndikavaisa muruoko rwako.+ Hauna kuvanzwira ngoni.+ Wakaita kuti joko rako riremere kwazvo munhu akwegura.+