Isaya 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vanhu vanetseka.+ Vabatwa nokurwadziwa nokutambudzika kwazvo; vari kurwadziwa kwazvo sezvinoita mukadzi ari kusununguka.+ Vanotarirana vachishamisika. Zviso zvavo zviso zvinoratidza kutya nokushungurudzika.+
8 Vanhu vanetseka.+ Vabatwa nokurwadziwa nokutambudzika kwazvo; vari kurwadziwa kwazvo sezvinoita mukadzi ari kusununguka.+ Vanotarirana vachishamisika. Zviso zvavo zviso zvinoratidza kutya nokushungurudzika.+