Isaya 45:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndichakupa pfuma+ iri murima nepfuma yakavanzwa iri munzvimbo dzakavandika, kuti uzive kuti ndini Jehovha, Iye ari kukushevedza nezita rako,+ Mwari waIsraeri.
3 Ndichakupa pfuma+ iri murima nepfuma yakavanzwa iri munzvimbo dzakavandika, kuti uzive kuti ndini Jehovha, Iye ari kukushevedza nezita rako,+ Mwari waIsraeri.