Jeremiya 51:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Mumwe mumhanyi anomhanya kuti asangane nomumwe mumhanyi, uye imwe nhume kuti isangane neimwe nhume,+ kuti vaudze mambo weBhabhironi kuti guta rake rakundwa kumativi ose,+
31 “Mumwe mumhanyi anomhanya kuti asangane nomumwe mumhanyi, uye imwe nhume kuti isangane neimwe nhume,+ kuti vaudze mambo weBhabhironi kuti guta rake rakundwa kumativi ose,+