Zvakazarurwa 18:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti nokuda kwewaini yokutsamwa youfeve hwaro marudzi ose akawirwa nenhamo,+ uye madzimambo epanyika akaita ufeve+ naro, uye vanhu vaifamba vachitengesa+ vepanyika vakapfuma nokuda kwoumbozha+ hwaro hwakanyanyisa uye hunonyadzisa.” Zvakazarurwa 19:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nokuti kutonga kwake ndokwechokwadi uye kwakarurama.+ Nokuti atonga hure guru rakaodza nyika noufeve hwaro, uye atsiva ropa revaranda vake paruoko rwaro.”+
3 Nokuti nokuda kwewaini yokutsamwa youfeve hwaro marudzi ose akawirwa nenhamo,+ uye madzimambo epanyika akaita ufeve+ naro, uye vanhu vaifamba vachitengesa+ vepanyika vakapfuma nokuda kwoumbozha+ hwaro hwakanyanyisa uye hunonyadzisa.”
2 nokuti kutonga kwake ndokwechokwadi uye kwakarurama.+ Nokuti atonga hure guru rakaodza nyika noufeve hwaro, uye atsiva ropa revaranda vake paruoko rwaro.”+