Jeremiya 8:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 MuGiriyedhi hamuna bharisamu here?+ Kana kuti hamuna murapi here?+ Saka, nei mwanasikana wevanhu vangu asina kupora?+ Jeremiya 46:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Enda kuGiriyedhi utore bharisamu,+ haiwa iwe mhandara+ yeIjipiti. Wakawanza nzira dzokurapa nadzo zvikashaya zvazvakabatsira. Hausi kupora.+
22 MuGiriyedhi hamuna bharisamu here?+ Kana kuti hamuna murapi here?+ Saka, nei mwanasikana wevanhu vangu asina kupora?+
11 “Enda kuGiriyedhi utore bharisamu,+ haiwa iwe mhandara+ yeIjipiti. Wakawanza nzira dzokurapa nadzo zvikashaya zvazvakabatsira. Hausi kupora.+