Vatongi 6:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti vaiuya ivo nezvipfuwo zvavo nematende avo. Vaiuya vakawanda semhashu,+ ivo nengamera dzavo vaiva vasingaverengeki;+ uye vaipinda munyika yacho kuti vaiparadze.+ Nahumi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Moto uchakuparadzira imomo. Bakatwa richakuparadza.+ Richakuparadza sezvinoita mhashu+ dzichiri duku. Ita kuti muwande kwazvo semhashu dzichiri duku; ita kuti muwande kwazvo semhashu.
5 Nokuti vaiuya ivo nezvipfuwo zvavo nematende avo. Vaiuya vakawanda semhashu,+ ivo nengamera dzavo vaiva vasingaverengeki;+ uye vaipinda munyika yacho kuti vaiparadze.+
15 Moto uchakuparadzira imomo. Bakatwa richakuparadza.+ Richakuparadza sezvinoita mhashu+ dzichiri duku. Ita kuti muwande kwazvo semhashu dzichiri duku; ita kuti muwande kwazvo semhashu.