29 Zvino aya ndiwo mashoko etsamba yakatumirwa nomuprofita Jeremiya ichibva kuJerusarema ichienda kuvarume vakuru vakasara pavanhu vakatapwa nokuvapristi nokuvaprofita nokuvanhu vose, vakanga vatapwa naNebhukadhinezari vachibva kuJerusarema vachienda kuBhabhironi,+