Jeremiya 5:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Goba ravo rakaita seguva rakavhurika; vose zvavo varume vane simba.+ Jeremiya 50:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Ivo vanoshandisa uta nepfumo duku.+ Vane utsinye uye havazonzwiri ngoni.+ Inzwi ravo rakaita segungwa risina kugadzikana,+ uye vachatasva mabhiza;+ vakagadzirira pamwe chete kuti varwe newe, haiwa iwe mwanasikana weBhabhironi.+
42 Ivo vanoshandisa uta nepfumo duku.+ Vane utsinye uye havazonzwiri ngoni.+ Inzwi ravo rakaita segungwa risina kugadzikana,+ uye vachatasva mabhiza;+ vakagadzirira pamwe chete kuti varwe newe, haiwa iwe mwanasikana weBhabhironi.+