Jeremiya 15:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chirikadzi dzavo dzava zhinji kwandiri kupfuura jecha remakungwa. Ndichaunzira amai nejaya mupambi ari masikati.+ Ndichaita kuti vangoerekana vawirwa nokunetseka nokuvhiringidzika.+ Jeremiya 48:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Mupambi achauya pamaguta ose,+ uye hapazovi neguta ringapukunyuka.+ Bani richaparara uye nyika yakati sandara ichatsakatiswa, chinhu chataurwa naJehovha.
8 Chirikadzi dzavo dzava zhinji kwandiri kupfuura jecha remakungwa. Ndichaunzira amai nejaya mupambi ari masikati.+ Ndichaita kuti vangoerekana vawirwa nokunetseka nokuvhiringidzika.+
8 Mupambi achauya pamaguta ose,+ uye hapazovi neguta ringapukunyuka.+ Bani richaparara uye nyika yakati sandara ichatsakatiswa, chinhu chataurwa naJehovha.