-
Ezekieri 34:8Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
8 ‘“Noupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, “chokwadi nokuti makwai angu akava chinhu chinopambwa uye makwai angu akaramba achingova zvokudya zvemhuka dzose dzomusango, nokuti kwakanga kusina mufudzi, uye vafudzi vangu havana kutsvaka makwai angu, asi vafudzi vacho vakaramba vachingodya ivo voga,+ uye havana kufudza makwai angu,”’
-