21 Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, pamusoro paAhabhi mwanakomana waKoraya uye kuna Zedhekiya mwanakomana waMaaseya, vari kukuprofitirai nhema nezita rangu,+ ‘Tarirai ndichavaisa muruoko rwaNebhukadrezari mambo weBhabhironi, uye achavauraya muchizviona.+