Zvirevo 17:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kutsiura kunoshanda zvakanyanya kumunhu anonzwisisa+ kupfuura kurova benzi kane zana.+ Ezekieri 33:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 munhu wacho akaipa akadzorera chinhu chaakatora kuti ambofanobata,+ akaripa zvinhu zvaakatora nougororo,+ akafamba nemirau youpenyu nokurega kuita zvisina kururama,+ chokwadi acharamba achirarama.+ Iye haazofi. Jakobho 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 zivai kuti uyo anodzora mutadzi panzira yokukanganisa+ kwake achaponesa mweya wake parufu+ uye achafukidza zvivi zvizhinji.+
15 munhu wacho akaipa akadzorera chinhu chaakatora kuti ambofanobata,+ akaripa zvinhu zvaakatora nougororo,+ akafamba nemirau youpenyu nokurega kuita zvisina kururama,+ chokwadi acharamba achirarama.+ Iye haazofi.
20 zivai kuti uyo anodzora mutadzi panzira yokukanganisa+ kwake achaponesa mweya wake parufu+ uye achafukidza zvivi zvizhinji.+