-
Ezekieri 28:2Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
2 “Mwanakomana womunhu, iti kumutungamiriri weTire, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha:
“‘“Mwoyo wako zvawava kuzvikudza,+ uye zvauri kuramba uchiti, ‘Ndiri mwari.+ Ndakazvigarisa pachigaro chamwari,+ mumwoyo megungwa guru,’+ iwe uri munhu wepanyika,+ usiri mwari,+ uye uchiramba uchiita kuti mwoyo wako uve somwoyo wamwari—
-