Ezekieri 26:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vachakuimbira rwiyo rwemariro,+ voti kwauri: “‘“Waparara sei, iwe waimbogarwa nevanobva kumakungwa,+ haiwa iwe guta rairumbidzwa, rakava nesimba mugungwa,+ iro nevaya vaigara mariri, vaya vaivhundutsa vagari vose vomunyika!
17 Vachakuimbira rwiyo rwemariro,+ voti kwauri: “‘“Waparara sei, iwe waimbogarwa nevanobva kumakungwa,+ haiwa iwe guta rairumbidzwa, rakava nesimba mugungwa,+ iro nevaya vaigara mariri, vaya vaivhundutsa vagari vose vomunyika!