RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 22:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 “Munofanira kuva vanhu vatsvene kwandiri;+ uye hamufaniri kudya nyama yechinhu chakabvamburwa kusango nechikara.+ Munofanira kuikandira imbwa.+

  • Revhitiko 7:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Mafuta echinhu chakangofa choga nemafuta emhuka yakabvamburwa-bvamburwa+ angashandiswa nokuda kwechimwe chinhu chipi zvacho chingafungwa nezvacho, asi hamufaniri kumboadya.

  • Revhitiko 11:40
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 40 Anodya+ chimwe pachitunha chayo ngaageze nguo dzake, ngaave asina kuchena kusvikira manheru; uye munhu anotakura chitunha chayo ngaageze nguo dzake, uye ngaave asina kuchena kusvikira manheru.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe