Isaya 62:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Haiwa Jerusarema, ndaisa varindi+ pamusoro pemasvingo ako. Ngavarege kunyarara zuva rose nousiku hwose, nguva dzose.+ “Imi muri kutaura nezvaJehovha,+ regai kunyarara,+ Ezekieri 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Mwanakomana womunhu, ndakakugadza kuti uve murindi weimba yaIsraeri,+ unofanira kunzwa mashoko anobva mumuromo mangu uye unofanira kuvanyevera zvinobva kwandiri.+
6 Haiwa Jerusarema, ndaisa varindi+ pamusoro pemasvingo ako. Ngavarege kunyarara zuva rose nousiku hwose, nguva dzose.+ “Imi muri kutaura nezvaJehovha,+ regai kunyarara,+
17 “Mwanakomana womunhu, ndakakugadza kuti uve murindi weimba yaIsraeri,+ unofanira kunzwa mashoko anobva mumuromo mangu uye unofanira kuvanyevera zvinobva kwandiri.+