Isaya 56:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Imi mhuka dzose dzomusango, uyai kuzodya, imi mhuka dzose dziri mudondo.+ Jeremiya 23:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Vane nhamo vafudzi vari kuparadza nokuparadzira makwai emafuro angu!”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.
23 “Vane nhamo vafudzi vari kuparadza nokuparadzira makwai emafuro angu!”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.