Pisarema 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndicharara pasi norugare ndobatwa nehope,+Nokuti imi moga, haiwa Jehovha, ndimi munoita kuti ndigare ndakachengeteka.+ Jeremiya 23:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Pamazuva ake Judha achaponeswa,+ uye Israeri achagara akachengeteka.+ Iri ndiro zita rake raachashevedzwa naro, Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.”+ Jeremiya 33:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Mumazuva iwayo Judha achaponeswa+ uye Jerusarema richagara rakachengeteka.+ Richanzi, Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.’”+
8 Ndicharara pasi norugare ndobatwa nehope,+Nokuti imi moga, haiwa Jehovha, ndimi munoita kuti ndigare ndakachengeteka.+
6 Pamazuva ake Judha achaponeswa,+ uye Israeri achagara akachengeteka.+ Iri ndiro zita rake raachashevedzwa naro, Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.”+
16 Mumazuva iwayo Judha achaponeswa+ uye Jerusarema richagara rakachengeteka.+ Richanzi, Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.’”+