-
Ezekieri 42:13Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
13 Zvino iye akati kwandiri: “Dzimba dzokudyira dzokuchamhembe nedzimba dzokudyira dzokumaodzanyemba dziri pamberi penzvimbo yakatsaurwa,+ ndidzo dzimba dzokudyira tsvene, dzinodyirwa zvinhu zvitsvenetsvene+ nevapristi vanoswedera+ kuna Jehovha. Vanoisa zvinhu zvitsvenetsvene imomo nechinopiwa chezviyo nechinopiwa chechivi nechinopiwa chemhosva, nokuti nzvimbo yacho itsvene.+
-