RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 40:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Imba yokudyira yakatarira kuchamhembe ndeyevapristi vanotarisira zvavanosungirwa kuita paatari.+ Ivo ndivo vanakomana vaZadhoki,+ vanobva kuvanakomana vaRevhi, vanoswedera pedyo naJehovha kuti vamushumire.”+

  • Ezekieri 43:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 “‘Unofanira kupa vapristi vevaRevhi,+ vevana vaZadhoki,+ vaya vanoswedera kwandiri,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘nzombe duku, mukono unobva paboka kuti uve chinopiwa chechivi,+ kuti vandishumire.

  • Ezekieri 44:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “‘Zvino vapristi vevaRevhi,+ ivo vanakomana vaZadhoki,+ vaitarisira zvavaisungirwa kuti vaitire nzvimbo yangu tsvene vanakomana vaIsraeri pavakatsauka vachibva kwandiri,+ ivo vachaswedera kwandiri kuti vandishumire, uye vanofanira kumira pamberi pangu+ kuti vauye nemafuta+ neropa,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe