Jeremiya 7:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Tarirai! Kutsamwa kwangu nehasha dzangu zviri kudururirwa panzvimbo ino,+ pavanhu nepazvipfuwo, pamiti yomusango+ nepazvibereko zvevhu; izvo zvichatsva, uye hazvizodzimwi.’+ Jeremiya 12:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vapambi vakauya nomumakwara ose akapfumbira anopfuura nomurenje. Nokuti bakatwa raJehovha riri kuparadza kubvira kumugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika.+ Hapana vanhu chero vapi zvavo vane rugare.
20 Naizvozvo zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Tarirai! Kutsamwa kwangu nehasha dzangu zviri kudururirwa panzvimbo ino,+ pavanhu nepazvipfuwo, pamiti yomusango+ nepazvibereko zvevhu; izvo zvichatsva, uye hazvizodzimwi.’+
12 Vapambi vakauya nomumakwara ose akapfumbira anopfuura nomurenje. Nokuti bakatwa raJehovha riri kuparadza kubvira kumugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika.+ Hapana vanhu chero vapi zvavo vane rugare.