1 Madzimambo 22:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi Mikaya akati: “NaJehovha mupenyu,+ zvandichaudzwa naJehovha, ndizvo zvandichataura.”+ Jeremiya 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Jehovha akati kwandiri: “Usati, ‘Ndinongovawo hangu mukomana.’ Asi unofanira kuenda kuna vose vandichakutuma kwavari; uye unofanira kutaura zvose zvandichakurayira.+
7 Zvino Jehovha akati kwandiri: “Usati, ‘Ndinongovawo hangu mukomana.’ Asi unofanira kuenda kuna vose vandichakutuma kwavari; uye unofanira kutaura zvose zvandichakurayira.+