Ezekieri 33:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Mwanakomana womunhu, vagari vomunzvimbo idzi dzakaparadzwa+ vari kutaura nezvenyika yaIsraeri vachiti, ‘Abrahamu aingova mumwe chete asi akaita kuti nyika ive yake.+ Isu tiri vazhinji; uye tapiwa nyika yacho kuti ive yedu.’+
24 “Mwanakomana womunhu, vagari vomunzvimbo idzi dzakaparadzwa+ vari kutaura nezvenyika yaIsraeri vachiti, ‘Abrahamu aingova mumwe chete asi akaita kuti nyika ive yake.+ Isu tiri vazhinji; uye tapiwa nyika yacho kuti ive yedu.’+