Jeremiya 5:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “Zvino inzwai izvi, haiwa imi vanhu vasina kuchenjera vasinganzwisisi:+ Ivo vane maziso, asi havaoni;+ vane nzeve, asi havanzwi.+ VaRoma 11:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Mwari akaita kuti vabatwe nehope huru,+ akavapa maziso kuti varege kuona uye nzeve kuti varege kunzwa, kusvikira nhasi.”+
21 “Zvino inzwai izvi, haiwa imi vanhu vasina kuchenjera vasinganzwisisi:+ Ivo vane maziso, asi havaoni;+ vane nzeve, asi havanzwi.+
8 sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Mwari akaita kuti vabatwe nehope huru,+ akavapa maziso kuti varege kuona uye nzeve kuti varege kunzwa, kusvikira nhasi.”+