Ezekieri 21:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Uti kunyika yaIsraeri, ‘Zvanzi naJehovha: “Tarira ndichakurwisa,+ ndichabudisa bakatwa rangu mumuhara maro,+ ndoparadza munhu akarurama nomunhu akaipa pakati pako.+ Ezekieri 22:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Vaprofita varo vakadzurura nevhu jena nokuda kwavo,+ vachiona zviratidzo zvisiri zvechokwadi+ nokushopera zvenhema nokuda kwavo,+ vachiti: “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha,” asi Jehovha asina kumbotaura.
3 Uti kunyika yaIsraeri, ‘Zvanzi naJehovha: “Tarira ndichakurwisa,+ ndichabudisa bakatwa rangu mumuhara maro,+ ndoparadza munhu akarurama nomunhu akaipa pakati pako.+
28 Vaprofita varo vakadzurura nevhu jena nokuda kwavo,+ vachiona zviratidzo zvisiri zvechokwadi+ nokushopera zvenhema nokuda kwavo,+ vachiti: “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha,” asi Jehovha asina kumbotaura.