Revhitiko 25:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino kana ukatengesera mumwe wako zvinhu zvinotengeswa, kana kutenga paruoko rwomumwe wako, musaitirana zvakaipa.+ Zvirevo 14:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Munhu anozvidza wokwake anotadza,+ asi uya anonzwira nyasha vanotambudzika anofara.+
14 Zvino kana ukatengesera mumwe wako zvinhu zvinotengeswa, kana kutenga paruoko rwomumwe wako, musaitirana zvakaipa.+