Revhitiko 20:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “‘Zvino murume anoita upombwe nomudzimai womumwe murume ndiye anoita upombwe nomudzimai wowokwake.+ Chokwadi anofanira kuurayiwa, mhombwe yacho pamwe chete nemhombwekadzi yachowo.+
10 “‘Zvino murume anoita upombwe nomudzimai womumwe murume ndiye anoita upombwe nomudzimai wowokwake.+ Chokwadi anofanira kuurayiwa, mhombwe yacho pamwe chete nemhombwekadzi yachowo.+