-
Ezekieri 14:4Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
4 Naizvozvo taura navo, uti kwavari, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Chero murume upi zvake weimba yaIsraeri anouya nezvidhori zvake zvinosemesa sendove+ zviri mumwoyo make uye anoisa pamberi pake chinhu chinogumbura chinoita kuti akanganise uye anouya kumuprofita, ini, Jehovha, ndichamupindura nyaya yacho maererano nokuwanda kwezvidhori zvake zvinosemesa sendove,+
-