Eksodho 32:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iye akabva atora ndarama yacho pamaoko avo, akaigadzira+ nechokuvezesa, akaigadzirisa mufananidzo wemhuru wakaumbwa nezvakanyungudutswa.+ Ivo vakatanga kuti: “Haiwa iwe Israeri, uyu ndiye Mwari wako, akakubudisa munyika yeIjipiti.”+
4 Iye akabva atora ndarama yacho pamaoko avo, akaigadzira+ nechokuvezesa, akaigadzirisa mufananidzo wemhuru wakaumbwa nezvakanyungudutswa.+ Ivo vakatanga kuti: “Haiwa iwe Israeri, uyu ndiye Mwari wako, akakubudisa munyika yeIjipiti.”+