Dhanieri 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Jinda guru rakavapa mazita.+ Naizvozvo rakatumidza Dhanieri kuti Bheteshazari;+ Hananiya kuti Shadreki; Mishaeri kuti Misheki; uye Azariya kuti Abhedhinego.+
7 Jinda guru rakavapa mazita.+ Naizvozvo rakatumidza Dhanieri kuti Bheteshazari;+ Hananiya kuti Shadreki; Mishaeri kuti Misheki; uye Azariya kuti Abhedhinego.+