Dhanieri 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zviratidzo zvake zvikuru sei, uye zvinhu zvake zvinoshamisa zvine simba sei!+ Umambo hwake umambo husingagumi,+ uye ushe hwake hunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa.+ Mabasa 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Mwari akaita nyika nezvinhu zvose zviri mairi, Iyeyu zvaari Ishe wedenga nenyika,+ haagari mutemberi dzakaitwa nemaoko,+
3 Zviratidzo zvake zvikuru sei, uye zvinhu zvake zvinoshamisa zvine simba sei!+ Umambo hwake umambo husingagumi,+ uye ushe hwake hunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa.+
24 Mwari akaita nyika nezvinhu zvose zviri mairi, Iyeyu zvaari Ishe wedenga nenyika,+ haagari mutemberi dzakaitwa nemaoko,+