Genesisi 41:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino ava mangwanani akanetseka.+ Naizvozvo akatumira shoko akashevedza vapristi vose veIjipiti vaiita zvemashiripiti+ nevanhu vayo vose vakachenjera,+ uye Farao akarondedzera hope dzake kwavari.+ Asi Farao haana kuwana mududziri wadzo. Dhanieri 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo mambo akati vapristi vose vaiita zvemashiripiti+ nen’anga nevaroyi nevaKadheya vashevedzwe kuti vaudze mambo hope dzake.+ Vakapinda, vakamira pamberi pamambo. Dhanieri 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakarayira kuti varume vose vakachenjera veBhabhironi vauye pamberi pangu, kuti vandizivise kududzirwa kwehope dzacho.+
8 Zvino ava mangwanani akanetseka.+ Naizvozvo akatumira shoko akashevedza vapristi vose veIjipiti vaiita zvemashiripiti+ nevanhu vayo vose vakachenjera,+ uye Farao akarondedzera hope dzake kwavari.+ Asi Farao haana kuwana mududziri wadzo.
2 Naizvozvo mambo akati vapristi vose vaiita zvemashiripiti+ nen’anga nevaroyi nevaKadheya vashevedzwe kuti vaudze mambo hope dzake.+ Vakapinda, vakamira pamberi pamambo.
6 Ndakarayira kuti varume vose vakachenjera veBhabhironi vauye pamberi pangu, kuti vandizivise kududzirwa kwehope dzacho.+