8 Ndakaramba ndichifunga nezvenyanga dzacho, uye tarira! imwe nyanga, duku,+ yakabuda pakati padzo, uye dzimwe nhatu pane dzokutanga dzakadzurwa pamberi payo. Uye tarira! nyanga iyi yaiva nemaziso akaita semaziso omunhu, uye yaiva nomuromo waitaura zvinhu zvikuru.+