RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 1:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Jinda guru rakavapa mazita.+ Naizvozvo rakatumidza Dhanieri kuti Bheteshazari;+ Hananiya kuti Shadreki; Mishaeri kuti Misheki; uye Azariya kuti Abhedhinego.+

  • Dhanieri 4:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Zvino Dhanieri, iye anonzi Bheteshazari+ maererano nezita ramwari wangu,+ aiva nomudzimu wavanamwari vatsvene+ akazouya pamberi pangu; uye ndiri pamberi pake ndakamuudza kuti hope dzacho dzaiva dzei, ndichiti:

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe