Amosi 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti Changamire Ishe Jehovha haazoiti chinhu asina kumbozivisa zvakavanzika zvake kuvashumiri vake, ivo vaprofita.+
7 Nokuti Changamire Ishe Jehovha haazoiti chinhu asina kumbozivisa zvakavanzika zvake kuvashumiri vake, ivo vaprofita.+