Dhanieri 11:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Uya achauya kuzomurwisa achaita sezvaanoda, hapana achazomira pamberi pake. Achamira munyika Yokushongedzwa,+ uye kuparadza kuchava muruoko rwake.+
16 Uya achauya kuzomurwisa achaita sezvaanoda, hapana achazomira pamberi pake. Achamira munyika Yokushongedzwa,+ uye kuparadza kuchava muruoko rwake.+