Dhanieri 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo akauya pedyo nepandakanga ndakamira, asi paakasvika ndakatya zvokuti ndakawira pasi nechiso changu. Iye akati kwandiri: “Haiwa mwanakomana womunhu,+ nzwisisa+ kuti zvakaratidzwa ndezvomunguva yokuguma.”+ Dhanieri 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Iye akati kwandiri: “Enda, Dhanieri, nokuti mashoko acho akavanzwa uye akanamwa kusvikira kunguva yokuguma.+
17 Naizvozvo akauya pedyo nepandakanga ndakamira, asi paakasvika ndakatya zvokuti ndakawira pasi nechiso changu. Iye akati kwandiri: “Haiwa mwanakomana womunhu,+ nzwisisa+ kuti zvakaratidzwa ndezvomunguva yokuguma.”+
9 Iye akati kwandiri: “Enda, Dhanieri, nokuti mashoko acho akavanzwa uye akanamwa kusvikira kunguva yokuguma.+