Dhanieri 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndauya kuzoita kuti unzwisise zvichawira vanhu vokwako+ mumazuva okupedzisira,+ nokuti zvakaratidzwa+ zvacho ndezvemazuva achauya.”+
14 Ndauya kuzoita kuti unzwisise zvichawira vanhu vokwako+ mumazuva okupedzisira,+ nokuti zvakaratidzwa+ zvacho ndezvemazuva achauya.”+